Eksodo 37:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mapango okutakura tafura akagadzirwa namatanda omuunga uye akanga akafukidzwa negoridhe. Ver Capítulo |