Eksodo 36:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete. Ver Capítulo |