La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 34:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehova kundotaura naye, waibvisa cifukidzo kuȿikira aciɓuɗa; ɀino woɓuɗa, ndokuʋudza ʋana ʋaIsraeri ɀarairwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehovha kundotaura naye, waibvisa chifukidzo kusvikira achibuda; zvino wobuda, ndokuudza vana vaIsiraeri zvarairwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Asi pose paaipinda paKuvapo kwaJehovha kuti ataure naye, aibvisa chifukidzo kusvikira abuda kunze. Uye aiti paaibuda achiudza vaIsraeri zvaainge arayirwa,

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 34:34

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios