Eksodo 33:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo akaipa, ʋakacema; kwakaŋga kusinomunhu wakashoŋga ɀishoŋgo ɀake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanhu vakati vachinzwa mashoko iwayo akaipa, vakachema; kwakanga kusina munhu wakashonga zvishongo zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko anotambudza aya, vakatanga kuchema uye hapana munhu akashonga zvinoyevedza. Ver Capítulo |