Eksodo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha. Ver Capítulo |