Eksodo 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino madzimbuya ɀaakaŋga acitya Mŋari, iye akaʋapa mhuri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Zvino madzimbuya zvaakanga achitya Mwari, iye akavapa mhuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana pokuti vananyamukuta ivava vaitya Mwari, Mwari akavapa mhuri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Uye nokuda kwokuti vananyamukuta vaitya Mwari, iye akavapa mhuri dzavo pachavo. Ver Capítulo |