2 Timoti 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi ndiye akanditsigira akandipa simba kuti ndiparidze shoko zvizere kuti vechirudzi vose varinzwe. Ndizvozvo ndakanununurwa mukanwa meshumba. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi Ishe wakamira neni, akandisimbisa, kuti ndipedzise kwaɀo kuparidza kwaŋgu, ʋahedeni ʋose ʋanzwe; ndikarwirwa pamuromo weshumba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Asi Ishe akamira neni, akandisimbisa, kuti ndipedzise kwazvo kuparidza kwangu, vahedheni vose vanzwe; ndikarwirwa pamuromo weshumba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi ndiye akanditsigira akandipa simba kuti ndiparidze shoko zvizere kuti vechirudzi vose varinzwe. Ndizvozvo ndakanununurwa mukanwa meshumba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Tenzi ndiye akanditsigira akandipa simba kuti ndiparidze shoko zvizere kuti vechirudzi vose varinzwe. Ndizvozvo ndakanununurwa mukanwa meshumba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi Ishe akamira neni uye akandipa simba, kuti kubudikidza neni shoko riparidzwe zvakakwana uye kuti veDzimwe Ndudzi vose varinzwe. Uye ndakarwirwa kubva pamuromo weshumba. Ver Capítulo |