2 Timoti 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi iwe, rambira paneɀawakadzidza neɀawakatendiswa, uziʋe kuti wakaɀidzidza kunani, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani, Ver Capítulo |