La Biblia Online

- Anuncios -

2 Timoti 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 namaɗambudziko, nenhamo, iɀo ɀakandiwira paAntiokia, napaIkonio, napaRistra; maɗambudziko makuru sei andakanzwa; paɀinhu iɀoɀo ɀose Ishe wakandisunuŋgura.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 namadambudziko, nenhamo, izvo zvakandiwira paAndioki, napaIkonio, napaRisitira; madambudziko makuru sei andakanzwa; pazvinhu izvozvo zvose Ishe akandisunungura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 matambudziko, nhamo, nezvinhu zvose zvakaitika kwandiri muAndioki, Ikoniamu nomuRistra, nokutambudzwa kwose kwandakasangana nako. Asi Ishe akandinunura kubva pazviri zvose.

Ver Capítulo Copiar

2 Timoti 3:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios