2 Timoti 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nomunhu ʋo kana aciʋiʋana naʋamŋe, haashoŋgedzwi korona, kana asina‐kuʋiʋana seɀakarairwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Nemunhuwo kana achivhivhana navamwe, haashongedzwi korona, kana asina kuvhivhana sezvakarayirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvimwe chetezvo, kana munhu achikwikwidza somumhanyi, haagoni kuwana korona yokukunda kunze kwokunge apedza nhangemutange sezvakarayirwa. Ver Capítulo |