2 Timoti 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ʋapeŋgenuke ɀe, ʋabve pamusuŋgo waDiaborosi, waʋakaŋga ʋakaɓatwa naye kuti ʋaite kuɗa kwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhori, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 uye kuti vachapengenuka vagopunyuka kubva mumusungo wadhiabhori, akavaita nhapwa kuti vaite kuda kwake. Ver Capítulo |