La Biblia Online

- Anuncios -

2 Timoti 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Asi wakati aȿika Roma, akanditȿaka ɀikuru, akandiwana.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Asi akati asvika Roma, akanditsvaka zvikuru, akandiwana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Asi kutoti, paakanga ari muRoma, akanditsvaga kwazvo kusvikira andiwana.

Ver Capítulo Copiar

2 Timoti 1:17

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios