La Biblia Online

- Anuncios -

1 Timoti 5:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀiʋi ɀaʋamŋe ʋanhu ɀinoʋonekwa pacena, ɀinotuŋgamirira kutoŋgwa kwaʋo, ʋamŋe ɀe ʋanoteʋerwa naɀo

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo, vamwezve vanoteverwa nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvichivatangira kusvika panzvimbo yokutongwa; zvivi zvavamwe zvinotevera mushure mavo.

Ver Capítulo Copiar

1 Timoti 5:24

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios