1 Timoti 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Usakurumidza kuisa maʋoko pamsoro pomunhu, kana kusoŋgana paɀiʋi ɀaʋamŋe; uɀiceŋgete kuti uʋe wakacena. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, uye usabatana nezvivi zvavamwe. Zvichengete kuti uve wakachena. Ver Capítulo |