La Biblia Online

- Anuncios -

1 Timoti 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ʋuye ɀe, dzinodzidza kuʋa noʋusimbe dzicipota nedzimba; hadzizi simbe ɓedzi, asi ʋaiti ʋo ʋamakuhwa, dzisiŋgaregi ɀaʋamŋe, dzicitaura ɀisakafanira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 uyezve, dzinodzidza kuva nousimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Pamusoro pezvo, dzinoita tsika dzokuva nousimbe uye dzichipota nedzimba. Uye hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, uye vasina basa ravanoita, vachitaura zvisakafanira.

Ver Capítulo Copiar

1 Timoti 5:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios