1 Timoti 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi cinoʋaʋarirwa nomurairo ndirwo ruɗo runobva pamŋoyo wakacena, napahana yakanaka, napakutenda kusiŋganyeŋgeri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Asi chinovavarirwa nomurayiro ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chinovavarirwa nomurayiro uyu ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, hana yakanaka nokutenda kwechokwadi. Ver Capítulo |