Zekaria 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo chiti kwavari TENZI wehondo nehondo ati dzokerai kwandiri, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo kuti iniwo ndidzokere kwamuri. Ndizvo zviri kurehwa naTENZI wehondo nehondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo citi kwaʋari: Ɀanzi naJehova wehondo: Dzokerai kwandiri — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo — neni ndicadzokera kwamuri — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naJehovha wehondo, ‘Dzokerai kwandiri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo chiti kwavari TENZI wehondo nehondo ati dzokerai kwandiri, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo kuti iniwo ndidzokere kwamuri. Ndizvo zviri kurehwa naTENZI wehondo nehondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo udza vanhu kuti: Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Dzokerai kwandiri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, ‘neni ndichadzokera kwamuri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Ver Capítulo |