ƲaEfeso 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ngaparege kuva nezvinhu zvisingakodzeri nezvetsvina zvose kana tunyaya tusina maturo kana kushaya hunhu asi chinofanira kuvapo kutenda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 neɀakaipa, nokutaura ɀoʋupenzi, nokunemera, iɀo ɀisina‐kufanira; asi ɀirinani kuʋoŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 nezvakaipa, nokutaura zvoupenzi, nokunemera, izvo zvisina kufanira; asi zviri nani kuvonga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngaparege kuva nezvinhu zvisingakodzeri nezvetsvina zvose kana tunyaya tusina maturo kana kushaya hunhu asi chinofanira kuvapo kutenda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye hapafaniri kuva nokufunga kusina maturo, kutaura kwoupenzi kana kunemera, izvo zvisina kufanira, asi zviri nani kuvonga. Ver Capítulo |