ƲaEfeso 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 kuti aritsvitse kwaari rakanaka kwazvo risina kana kavara kana pakaunyana kana chimwe chakadaro kuti rive dzvene risina chinoshoreka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kuti aɀiisire pamberi pake kereke, inobginya, isinegwapa, kana kuwonyana, kana cinhu cakaɗai; asi iʋe tȿene, isinemhosa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 kuti azviisire pamberi pake sangano, rinobwinya, risina gwapa, kana kuonyana, kana chinhu chakadai; asi rive dzvene, risina mhosva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 kuti aritsvitse kwaari rakanaka kwazvo risina kana kavara kana pakaunyana kana chimwe chakadaro kuti rive dzvene risina chinoshoreka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 uye kuti ayiuyise kwaari sekereke inobwinya, isina gwapa kana kuunyana kana chipi zvacho chainopomerwa. Ver Capítulo |