ƲaEfeso 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Saka iye unoti: Muka iwe uʋete, muka kuʋakafa, Kristu ucakuvenekera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.” Ver Capítulo |