La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 mufuke munhu mutȿa, wakasikwa akafanana naMŋari pakururama, noʋutȿene bgeɀokwaɗi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 mupfeke munhu mutsva, akasikwa akafanana naMwari pakururama, noutsvene hwechokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 uye mufuke munhu mutsva, akasikwa kuti afanane naMwari mukururama kwechokwadi noutsvene.

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 4:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios