ƲaEfeso 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 nokuti isu tose tinopinda naiye noMŋeya mumŋe kunaƂaɓa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kuna Baba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti kubudikidza naye isu tose tinosvika kuna Baba noMweya mumwe chete. Ver Capítulo |