La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

9 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye akazivisa kwatiri chakavanzika chokuda kwake, maererano nomufaro wake wakanaka, waakafunga muna Kristu, kuti chiitwe pakukwana kwenguva,

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 1:9

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios