Rute 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Bhoazi ndokuti kuna vakuru vakuru vaya navanhu vose, “Nhasi uno ndimi mava zvapupu zvangu zvokutenga kwandaita munda kuna Naomi nezvose zvaiva zvaErimereki pamwechete nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMahironi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Boazi akati kuʋakuru nokuʋanhu ʋose: Imi muri ɀapupu nhasi, kuti ndateŋga kunaNaome ɀose ɀaiʋa ɀaErimereki, neɀose ɀaiʋa ɀaKirioni neɀaMaroni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Bhoazi akati kuvakuru nokuvanhu vose, “Imi muri zvapupu nhasi, kuti ndatenga kuna Naomi zvose zvaiva zvaErimereki, nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMaroni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Bhoazi ndokuti kuna vakuru vakuru vaya navanhu vose, “Nhasi uno ndimi mava zvapupu zvangu zvokutenga kwandaita munda kuna Naomi nezvose zvaiva zvaErimereki pamwechete nezvose zvaiva zvaKirioni nezvaMahironi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Bhoazi akazivisa vakuru navanhu vose akati, “Nhasi muri zvapupu zvokuti ndatenga kubva kuna Naomi zvake zvose nazvose zvaiva zvaErimereki, zvaKirioni nezvaMaroni. Ver Capítulo |