Rute 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino hama iyo yomumba ikati kunaBoazi: Ciɀiteŋgera hako uyo. Akabvisa shaŋgu yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhoazi, “Chizvitengera hako uyo.” Akabvisa shangu yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Naizvozvo hama yapedyo, mudzikinuri akati kuna Bhoazi, “Chiutenga iwe.” Uye akabvisa shangu yake. Ver Capítulo |