Rute 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mumuvomorere ʋo dzimŋe hura patsama, mudzisiye, aʋuŋganidze hake, musamutuka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Mumuvhomorerewo dzimwe hura patsama, mudzisiye, aunganidze hake, musamutuka.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi musvomhorerei dzimwe hura pazvisote izvozvo, muchimusiyira kuti afuhwe asi musamutsiure.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi, mumuvhomorere dzimwe tsama, kubva pamasumbu enyu mumusiyire agononga, uye musamutsiura.” Ver Capítulo |