La Biblia Online

- Anuncios -




Rute 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Rute paakadzokera kundofuhwa, Bhoazi akataurira vakomana vake achiti, “Regai zvenyu mukadzi uyu afuhwe kunyange pazvisote murege kuita chakaipa kwaari chingamufumure.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati asimuka kuzoʋuŋganidza ɀiyo, Boazi akaraira majaya ake, akati: Ŋgaaʋuŋganidze hake kunyaŋge napakati peɀisote, musamudziʋisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino wakati asimuka kuzounganidza zviyo, Bhoazi akaraira majaya ake, akati, “Ngaaunganidze hake kunyange napakati pezvisote, musamudzivisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Rute paakadzokera kundofuhwa, Bhoazi akataurira vakomana vake achiti, “Regai zvenyu mukadzi uyu afuhwe kunyange pazvisote murege kuita chakaipa kwaari chingamufumure.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Paakasimuka kuti anongere, Bhoazi akarayira majaya ake achiti, “Kunyange akaunganidza pakati pezvisote, musamudzivisa.

Ver Capítulo Copiar




Rute 2:15

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios