Rute 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova ŋgaakuzorodzei, mumŋe nomumŋe mumba momurume wake. Akaʋaȿeta, iʋo ʋakacema kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake.” Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha ngaaite kuti mumwe nomumwe wenyu awane zororo mumba yomumwe murume.” Ipapo akavatsvoda uye vakachema zvikuru. Ver Capítulo |