Obadia 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu ɀaEsau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi Esau achasiyiwa seiko asina chinhu, pfuma yake yakavigwa ichatorwa! Ver Capítulo |