Numeri 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 vakandoti, “Isu takan'ora nokuti takabata chitunha. Asi tinorambidzirweiko kupira Tenzi mipiro panguva yakatemwa pamwechete navamwe vedu vaIsiraeri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ʋarume aʋa ʋakati kwaari: Hatina‐kunaka nokuɗa kwecitunha comunhu; tiŋgadziʋiswa seiko kupa cipo caJehova neŋguʋa yaco yakatarwa pakati paʋana ʋaIsraeri? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 varume ava vakati kwaari, “Hatina kunaka nokuda kwechitunha chomunhu; tingadziviswa seiko kupa chipo chaJehovha nenguva yacho yakatarwa pakati pavana vaIsiraeri?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 vakandoti, “Isu takan'ora nokuti takabata chitunha. Asi tinorambidzirweiko kupira Tenzi mipiro panguva yakatemwa pamwechete navamwe vedu vaIsiraeri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 vakati kuna Mozisi, “Isu tava vasina kuchena nokuda kwechitunha, asi tinodzivisirweiko kuvigira Jehovha chipiriso pamwe chete navamwe vaIsraeri panguva yakatarwa?” Ver Capítulo |