Numeri 7:78 - Bhaibhiri Idzva rechiShona78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)78 Nezuʋa regumi namaʋiri Ahira, mŋanakomana waEnani, mucinda waʋana ʋaNaftari, wakaʋuya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200278 Nezuva regumi namaviri Ahira, mwanakomana waEnani, muchinda wavana vaNafutari, akauya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika78 Pazuva rechigumi namaviri racho, kwakauya Ahira mwanakomana waEnani, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaNafutari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi78 Pazuva regumi namaviri, Ahira mwanakomana waEnani, mutungamiri wavanhu vokwaNafutari, akauya nechipiriso chake. Ver Capítulo |