La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 7:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

60 Nezuʋa repfumbamŋe Abidani, mŋanakomana waGideoni, mucinda waʋana ʋaBenjamini, wakaʋuya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

60 Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

60 Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

60 Pazuva repfumbamwe, Abhidhani mwanakomana waGidheoni mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini, akauya nechipiriso chake.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 7:60

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios