La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Gamuchira izvi kwavari zvishandiswe pabasa romutendhe rinoera. Upe zvinhu izvozvo mumwe nomumwe wavaRevhi maererano nebasa raanoita.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Gamucira iɀoɀo kwaʋari, kuti maɓasa etente rokusoŋgana aitwe naɀo; unofanira kuɀipa ʋaRevi, mumŋe nomumŋe ɀinoriŋgana maɓasa ake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Gamuchira izvozvo kwavari, kuti mabasa etende rokusangana aitwe nazvo; unofanira kuzvipa vaRevhi, mumwe nomumwe zvinoringana mabasa ake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Gamuchira izvi kwavari zvishandiswe pabasa romutendhe rinoera. Upe zvinhu izvozvo mumwe nomumwe wavaRevhi maererano nebasa raanoita.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Gamuchira izvi kubva kwavari kuti zvigoshandiswa mubasa paTende Rokusangana. Uzvipe kuvaRevhi maererano nebasa romunhu mumwe nomumwe.”

Ver Capítulo Copiar




Numeri 7:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios