La Biblia Online

- Anuncios -

Numeri 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ngaazvitsaurire Tenzi kwamazuva ose aakanga ati anozvitsaurira Mwari. Ngaaunze hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokuripa mhosva. Mazuva ake aye okutanga haana basa, nokuti kuzvipira kwake kouNaziri kwakan'oreswa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Unofanira kutsaurira Jehova mazuʋa okuɀitsaura kwake, ndokuʋuya negwaiana regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cemhoȿa; asi mazuʋa okutaŋga haaŋgaʋereŋgwi, nokuti kuɀitsaura kwake kwakaŋga kwaȿiɓiswa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Anofanira kutsaurira Jehovha mazuva okuzvitsaura kwake, ndokuuya negwayana regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chemhosva; asi mazuva okutanga haangaverengwi, nokuti kuzvitsaura kwake kwakanga kwasvibiswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ngaazvitsaurire Tenzi kwamazuva ose aakanga ati anozvitsaurira Mwari. Ngaaunze hwayana ine gore rimwechete yomupiro wokuripa mhosva. Mazuva ake aye okutanga haana basa, nokuti kuzvipira kwake kouNaziri kwakan'oreswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Anofanira kuzvikumikidza kuna Jehovha panguva yokuzvitsaura kwake uye anofanira kuuya nomukono wegwayana regore rimwe chete sechipiriso chemhosva.

Ver Capítulo Copiar

Numeri 6:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios