La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 4:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzamadzibaba avo vaikwana zviuru zviviri namazana matanhatu ana makumi matatu avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana matanhatu namakumi matatu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

40 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo nedzimba dzamadzibaba avo, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu namakumi matatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzamadzibaba avo vaikwana zviuru zviviri namazana matanhatu ana makumi matatu avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 vachiverengwa nedzimba dzavo nemhuri dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana matanhatu namakumi matatu.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 4:40

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios