Numeri 4:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe namakumi mashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe namakumi mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pamhuri dzavo dzose vaikwana zviuru zviviri namazana manomwe ana makumi mashanu avanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana manomwe namakumi mashanu. Ver Capítulo |