Numeri 3:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Mosesi akatora mari yokudzikinura kunaiʋo ʋakaŋga ʋakapfuʋura ʋakadzikinurwa naʋaRevi; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Mosesi akatora mari yokudzikinura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikinurwa navaRevhi; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Saka Mozisi akatora mari yedzikinuro kubva kuna vakanga vapfuurira uwandu hwavaya vakanga vadzikinurwa navaRevhi. Ver Capítulo |