La Biblia Online

- Anuncios -

Numeri 3:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Tora ʋaRevi panɀimbo yamataŋgwe ose aʋana ʋaIsraeri, neŋombe dzaʋaRevi panɀimbo yeŋombe dzaʋo; nokuti ʋaRevi ndaʋaŋgu; ndini Jehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

45 “Tora vaRevhi panzvimbo yamatangwe ose avana vaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yemombe dzavo; nokuti vaRevhi ndavangu; ndini Jehovha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 “Tora vaRevhi pachinzvimbo chamatangwe ose eIsraeri, uye zvipfuwo zvavaRevhi pachinzvimbo chezvipfuwo zvavo. VaRevhi vanofanira kuva vangu. Ndini Jehovha.

Ver Capítulo Copiar

Numeri 3:45

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios