La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 3:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Namataŋgwe ose aʋarume namazita aʋanomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Kuwanda kwamatangwe avanhurume vaiva nomwedzi mumwe kana kupfuura pakuberekwa vakanyorwa mazita avo, kwaisvika zviuru makumi maviri nezviviri, namazana maviri namakumi manomwe navatatu.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 3:43

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios