Numeri 3:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Vanhu vose vemhuri yaMerari ngavadzike matendhe avo zvichienda nechokuchamhembe kwetendhe rinoera. Zurieri mwana waAbhihairi ndiye aiva mutungamiriri wemhuri dzamadzibaba avo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Zurieri, mŋanakomana waAbihairi, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa emhuri dzaMerari; iʋo ʋanofanira kudzika matente aʋo kurutiʋi rwetabernakeri necokumsoro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Zurieri, mwanakomana waAbhihairi, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba emhuri dzaMerari; ivo vanofanira kudzika matende avo kurutivi rwetabhenakeri nechokumusoro. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vanhu vose vemhuri yaMerari ngavadzike matendhe avo zvichienda nechokuchamhembe kwetendhe rinoera. Zurieri mwana waAbhihairi ndiye aiva mutungamiriri wemhuri dzamadzibaba avo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Mutungamiri wemhuri yedzimba dzavaMerari akanga ari Zurieri mwanakomana waAbhihairi; uye ndivo vaifanira kuvaka misasa yavo nechokumusoro kwetabhenakeri. Ver Capítulo |