La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 “Chinzwa, ndasarudza vaRevhi kuti vave vanhu vangu panzvimbo yavose vanotanga kuberekwa, matangwe, pakati pavaIsiraeri. Saka vaRevhi vava vangu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Tarira, ini ndimene ndakatora ʋaRevi pakati paʋana ʋaIsraeri panɀimbo yamataŋgwe ose anotaŋga kuzarura ciɀaro pakati paʋana ʋaIsraeri; ʋaRevi ndaʋaŋgu;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 “Tarira, ini ndimene ndakatora vaRevhi pakati pavana vaIsiraeri panzvimbo yamatangwe ose anotanga kuzarura chizvaro pakati pavana vaIsiraeri; vaRevhi ndavangu;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Chinzwa, ndasarudza vaRevhi kuti vave vanhu vangu panzvimbo yavose vanotanga kuberekwa, matangwe, pakati pavaIsiraeri. Saka vaRevhi vava vangu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “Ndakatora vaRevhi kubva pakati pavaIsraeri pachinzvimbo chedangwe romukomana rinoberekwa nomukadzi wose weIsraeri. VaRevhi ndevangu,

Ver Capítulo Copiar




Numeri 3:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios