Numeri 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaDani, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana manomŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaDhani vaisvika zviuru makumi matanhatu nezviviri, namazana manomwe. Ver Capítulo |