La Biblia Online

- Anuncios -




Numeri 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaIsakari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu namazana manna.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaIsakari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana.

Ver Capítulo Copiar




Numeri 1:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios