Mupiro 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mafuta ecinhu cakaŋgofa coga, namafuta ecinhu cakaʋurawa neɀikara, aŋgaɓatwa nawo pamaɓasa ose, asi hamufaniri kutoŋgoadya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Mafuta echinhu chakangofa choga, namafuta echinhu chakaurawa nezvikara, angabatwa nawo pamabasa ose, asi hamufaniri kutongoadya.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mafuta echipfuwo chinenge chawanikwa chakafa kana chabvamburwa nezvikara zvesango anogona kushandiswa pana mamwe mabasa asi hamufaniri kuadya. Ver Capítulo |