Mupiro 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 kunyange chiya chaakatopika nezvacho zvenhema. Ngaachidzosere chakanyatsokwana, anofanira kuwedzera chikamu cheshanu pachiri achipe kumuridzi wacho musi wokupira chibayiro chake chokupfupira zvitadzo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 kana cinhu cipi necipi caakaŋga apika nhema pamsor paco; ŋgaacidzose cose, awedzere kwaciri ceshanu caco, acipe muridzi waco nomusi waanowanikwa kuti unemhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 kana chinhu chipi nechipi chaakanga apika nhema pamusoro pacho; ngaachidzose chose, awedzere kwachiri cheshanu chacho, achipe muridzi wacho nomusi waanowanikwa kuti ane mhosva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 kunyange chiya chaakatopika nezvacho zvenhema. Ngaachidzosere chakanyatsokwana, anofanira kuwedzera chikamu cheshanu pachiri achipe kumuridzi wacho musi wokupira chibayiro chake chokupfupira zvitadzo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 kana kuti chipi zvacho chaakapupura nhema pamusoro pacho. Anofanira kudzorera zvakazara owedzera chikamu chimwe chete kubva muzvishanu pazviri agopa zvose kumuridzi pazuva raanouya nechipiriso chemhosva. Ver Capítulo |