La Biblia Online

- Anuncios -




Mupiro 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 akange aziviswa chitadzo chaakaita ngaaunze mbudzi hadzi yokuripa chitadzo isina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 kana ciʋi cake caakatadza akaciziʋiswa, ŋgaaʋuye neshece yembudzi isinemhoȿa, ciʋe cipiriso cake pamsoro peɀiʋi ɀake ɀaakatadza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 kana chivi chake chaakatadza akachiziviswa, ngaauye nesheshe yembudzi isina mhosva, chive chipiriso chake pamusoro pezvivi zvake zvaakatadza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 akange aziviswa chitadzo chaakaita ngaaunze mbudzi hadzi yokuripa chitadzo isina chinoshoreka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Kana akaziviswa chivi chaakaita, anofanira kuuya nechibayiro chake chechivi chaakaita mbudzi hadzi isina kuremara.

Ver Capítulo Copiar




Mupiro 4:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios