Mupiro 27:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu akanyatsotsidza kuna Tenzi zvakaenzana nomutengo womunhu kana achida kuzadzisa zvaakatsidza imi ndimi mungaone kutema muripo ungabviswe.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana munhu akaɀisuŋga nokupika kukuru, ʋanhu ŋgaʋaʋe ʋaJehova seɀaunotara iwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akazvisunga nokupika kukuru, vanhu ngavave vaJehovha sezvaunotara iwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu akanyatsotsidza kuna Tenzi zvakaenzana nomutengo womunhu kana achida kuzadzisa zvaakatsidza imi ndimi mungaone kutema muripo ungabviswe.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura navaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko yakasarudzika yokuti akumikidze vanhu kuna Jehovha nokupa mutengo wakaenzanirana, Ver Capítulo |