Mupiro 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikirwa mupani, ngachibikwe noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa muhari, ŋgaciitwe noʋupfu bgakatsetseka namafuta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa muhari, ngachiitwe noupfu hwakatsetseka namafuta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikirwa mupani, ngachibikwe noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hwakakanyiwa namafuta. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana chipiriso chako chezviyo chakabikwa mugango chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka namafuta. Ver Capítulo |