La Biblia Online

- Anuncios -




Mika 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvichavawana, avo vanorangarira kuita zvakaipa vachironga kuita zvouipi vari pamibhedha yavo! Kukangochena chete vobva vatozviita nokuti simba rokuzviita vanaro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ʋanenhamo ʋanofuŋga ɀakaipa ʋaciita ɀisakarurama panhoʋo dzaʋo! Ʋanoɀiita maŋgwanani kana kwoedza, nokuti simba rokuɀiita riri mumaʋoko aʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Vane nhamo vanofunga zvakaipa vachiita zvisakarurama panhovo dzavo! Vanozviita mangwanani kana kwoedza, nokuti simba rokuzviita riri mumaoko avo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvichavawana, avo vanorangarira kuita zvakaipa vachironga kuita zvouipi vari pamibhedha yavo! Kukangochena chete vobva vatozviita nokuti simba rokuzviita vanaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Vane nhamo avo vanoronga zvakaipa, avo vanoronga zvakaipa pamibhedha yavo! Pakuedza kwamangwanani vanozviita nokuti zviri musimba ravo kuzviita.

Ver Capítulo Copiar




Mika 2:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios