Mika 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Inzwai imi marudzi aʋanhu, imi mose; terera iwe nyika, neɀose ɀiri’mo; Ishe Jehova ŋgaakupupurirei, iye Ishe ari mutembere yake tȿene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Inzwai imi marudzi avanhu, imi mose; teerera iwe nyika, nezvose zvirimo; Ishe Jehovha ngaakupupurirei, iye Ishe ari mutemberi yake tsvene. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Teererai munzwe, imi marudzi avanhu, mose zvenyu. Inzwa unzwe iwe nyika nazvose zviri mauri, rega Tenzi Mwari ave ndiye anokuroverera, iye Tenzi wokuNzvimbo yake Inoera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Inzwai, imi marudzi avanhu, imi mose, teerera, iwe nyika navose vari mauri, kuti Ishe Jehovha achakupai mhosva, Jehovha ari mutemberi yake tsvene. Ver Capítulo |